Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 5:8 - Shona BIBLE

8 Vakazvitsaurira vamwari vatsva; Kurwa kukavapo pamasuwo. Kwakanga kuchionekwa here nhovo kana pfumo Pakati paVaIsiraeri vane zviuru zvina makumi mana here?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋakaɀitsaurira ʋamŋari ʋatȿa; Kurwa kukaʋa’po pamasuʋo. Kwakaŋga kuciʋonekwa here nhoʋo kana pfumo Pakati paʋaIsraeri ʋaneɀuru ɀinamakumi manna here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vakazvitsaurira vamwari vatsva; Kurwa kukavapo pamasuo. Kwakanga kuchionekwa here nhovo kana pfumo Pakati pavaIsiraeri vane zviuru zvina makumi mana here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vanhu pavaisarudza vamwari vatsva, hondo yaibvawo yagogodzera pamusuo. Pamakumi mana ezviuru zvavaIsiraeri kwaimboonekwa nhoo kana pfumo zvaro nhai?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vanhu pavaisarudza vamwari vatsva, hondo yaibvawo yagogodzera pamusuo. Pamakumi mana ezviuru zvavaIsiraeri kwaimboonekwa nhoo kana pfumo zvaro nhai?

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 5:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy