Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 5:6 - Shona BIBLE

6 Pamazuva aShamugara, mwanakomana waAnati, Pamazuva aJaeri, nzira huru dzakanga dzisingafambwi, Vafambi vaifamba nenzira dzinopota–pota.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Pamazuʋa aShamgari, mŋanakomana waAnati, Pamazuʋa aJaeri, nzira huru dzakaŋga dzisiŋgafambgi, Ʋafambi ʋaifamba nenzira dzinopota‐pota.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Pamazuva aShamugara, mwanakomana waAnati, Pamazuva aJaeri, nzira huru dzakanga dzisingafambwi, Vafambi vaifamba nenzira dzinopota-pota.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Panguva yaShamugari mwanakomana waAnati, panguva yaJaeri, zvedungwerungwe mumigwagwa kwakanga kusisina. Venzendo vaitofamba notunzira twomusango.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Panguva yaShamugari mwanakomana waAnati, panguva yaJaeri, zvedungwerungwe mumigwagwa kwakanga kusisina. Venzendo vaitofamba notunzira twomusango.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 5:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy