Ʋatoŋgi 5:28 - Shona BIBLE28 Wakatarira pawindo, akadana, Mai vaSisera vakadana pautanda hwaro; Ngoro yake inononokireiko kusvika? Makumbo engoro dzake anononokireiko? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Wakatarira pawindi, akaɗana, Mai ʋaSisera ʋakaɗana paʋutanda bgaro; Ŋgoro yake inononokireiko kuȿika? Makumbo eŋgoro dzake anononokireiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Wakatarira pawindo, akadana, Mai vaSisera vakadana pautanda hwaro; Ngoro yake inononokireiko kusvika? Makumbo engoro dzake anononokireiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ukuwo uku amai vaSisera vari shishi napahwindo kudongorera, vari shishi napahwangwadza yehwindo kupena. Voti, ‘Nhai vedu! Ko chii chanonotsa ngoro yake kudai? Sei kuriridza kwengoro dzake dzehondo kusati kwonzwika?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ukuwo uku amai vaSisera vari shishi napahwindo kudongorera, vari shishi napahwangwadza yehwindo kupena. Voti, ‘Nhai vedu! Ko chii chanonotsa ngoro yake kudai? Sei kuriridza kwengoro dzake dzehondo kusati kwonzwika?’ ” Viz kapitola |