Ʋatoŋgi 5:27 - Shona BIBLE27 Wakakotama patsoka dzake, akawa, Ipapo paakakotama, ndipo paakawira pasi, afa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Wakakotama patsoka dzake, akawa, ndokutandaʋara; Wakakotama patsoka dzake, akawa; Ipapo paakakotama, ndipo paakawira pasi, afa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Wakakotama patsoka dzake, akawa, Ipapo paakakotama, ndipo paakawira pasi, afa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Akati nyerekete ndiye pasi rapata, ndiye tonho patsoka dzake, patsoka dzakepo akati nyekete, ndiye pasi rabada. Paakati rikiti ipapo ndipo paakafira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Akati nyerekete ndiye pasi rapata, ndiye tonho patsoka dzake, patsoka dzakepo akati nyekete, ndiye pasi rabada. Paakati rikiti ipapo ndipo paakafira. Viz kapitola |