Ʋatoŋgi 5:22 - Shona BIBLE22 Nguva iyo makumbo amabhiza akarovera pasi Nokumhanya, kuri kumhanya kwavakasimba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ŋguʋa iyo makumbo amabiza akaroʋera pasi Nokumhanya, kuri kumhanya kwaʋakasimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Nguva iyo makumbo amabhiza akarovera pasi Nokumhanya, kuri kumhanya kwavakasimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mabhiza akaridza pasi pakatinhira, nokukakatika orimbinyuka mabhiza ehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mabhiza akaridza pasi pakatinhira, nokukakatika orimbinyuka mabhiza ehondo. Viz kapitola |