Ʋatoŋgi 5:19 - Shona BIBLE19 Madzimambo akauya akarwa, Ipapo madzimambo eKenani akarwawo PaTaanaki, pamvura zhinji yeMegidho; Havana kuwana pfuma yemari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Madzimambo akaʋuya akarwa, Ipapo madzimambo eKanani akarwa ʋo PaTaanaki, pamvura zhinji yeMegido; Haʋana‐kuwana fuma yemari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Madzimambo akauya akarwa, Ipapo madzimambo eKenani akarwawo PaTaanaki, pamvura zhinji yeMegidho; Havana kuwana pfuma yemari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Madzimambo akauya akarwa hondo. Madzimambo eKanani akarova hondo, kuTaanaki pedyo netsime rokuMegidho. Asi hapana kana sirivha kana chokupamba zvacho chavakabura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Madzimambo akauya akarwa hondo. Madzimambo eKanani akarova hondo, kuTaanaki pedyo netsime rokuMegidho. Asi hapana kana sirivha kana chokupamba zvacho chavakabura. Viz kapitola |