Ʋatoŋgi 5:18 - Shona BIBLE18 Zebhuruni ndivanhu vakanga vasingatyi kusvikira parufu, NaNafutari panzvimbo dzenyika dzakakwirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Zeburuni ndiʋanhu ʋakaŋga ʋasiŋgatyi kuȿikira parufu, NaNaftari panɀimbo dzenyika dzakakwirira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zebhuruni ndivanhu vakanga vasingatyi kusvikira parufu, NaNafutari panzvimbo dzenyika dzakakwirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VokwaZebhuruni vakazvipinza munjodzi yokunge vachafa. Ndozvimwechetezvo nevokwaNafutari panzvimbo yakakwirira yakasandarika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 VokwaZebhuruni vakazvipinza munjodzi yokunge vachafa. Ndozvimwechetezvo nevokwaNafutari panzvimbo yakakwirira yakasandarika. Viz kapitola |