Ʋatoŋgi 5:17 - Shona BIBLE17 Gireadhi wakagara mhiri kwaJodhani; Newe Dhani, wakagarireiko pazvikepe? Asheri wakagara zvake pamhenderekedzo dzegungwa, Wakarambira apo panopinda mvura panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Gireadi wakagara mhiri kwaJoridani; Newe Dani, wakagarireiko paɀikepe? Asheri wakagara ɀake pamhenderekedzo dzeguŋgwa, Wakarambira apo panopinda mvura panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Gireadhi wakagara mhiri kwaJorodhani; Newe Dhani, wakagarireiko pazvikepe? Asheri wakagara zvake pamhenderekedzo dzegungwa, Wakarambira apo panopinda mvura panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 VokuGireadhi vagere zvavo kumhiri kwaJorodhani iwe. Ko naivowo vokwaDhani ndochiikowo ichochi chokuramba vakangoti nezvikepe dzvemere? Kana naivowo vokwaAsheri nhaimi, votoramba zvavo vakati tendhe mumahombekombe kutonyatsoti mbwe-e zvavo make imomo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 VokuGireadhi vagere zvavo kumhiri kwaJorodhani iwe. Ko naivowo vokwaDhani ndochiikowo ichochi chokuramba vakangoti nezvikepe dzvemere? Kana naivowo vokwaAsheri nhaimi, votoramba zvavo vakati tendhe mumahombekombe kutonyatsoti mbwe-e zvavo make imomo. Viz kapitola |