Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 5:12 - Shona BIBLE

12 Muka, muka, Dhebhora; Muka, muka, iwe uimbe rwiyo! Simuka Bharaki, utape vatapwa vako, iwe mwanakomana waAbhinoami.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Muka, muka, Debora; Muka, muka, uimbe rwiyo! Simuka Baraki, utape ʋatapxa ʋako, iwe mŋanakomana waAbinoami.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Muka, muka, Dhebhora; Muka, muka, iwe uimbe rwiyo! Simuka Bharaki, utape vatapwa vako, iwe mwanakomana waAbhinoami.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mukai, mukai mushaure vaDhebhora! Mukai, mukai mushaure rumbo! Simuka Bharaki, mwana waAbhinoamu, vakambokuita nhapwa, nhasi uvaite nhapwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mukai, mukai mushaure vaDhebhora! Mukai, mukai mushaure rumbo! Simuka Bharaki, mwana waAbhinoamu, vakambokuita nhapwa, nhasi uvaite nhapwa.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 5:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy