Ʋatoŋgi 4:24 - Shona BIBLE24 Vana VaIsiraeri vakaramba vachingokunda Jabhini, mambo weKenani, kusvikira vaparadza Jabhini, mambo weKenani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaramba ʋaciŋgokunda Jabini, mambo weKanani, kuȿikira ʋaparadza Jabini, mambo weKanani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vana vaIsiraeri vakaramba vachingokunda Jabhini, mambo weKenani, kusvikira vaparadza Jabhini, mambo weKenani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 VaIsiraeri vakaramba vati tsvome tsvome kurwisa Jabhini mumwewo mambo weKanani kusvikira vamuparadza chaizvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 VaIsiraeri vakaramba vati tsvome tsvome kurwisa Jabhini mumwewo mambo weKanani kusvikira vamuparadza chaizvo. Viz kapitola |