Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 4:18 - Shona BIBLE

18 Jaeri akabuda kundosangana naSisera, akati kwaari, “Tsaukai, ishe wangu, tsaukirai henyu kwandiri, regai kutya.” Ipapo akatsaukira kwaari mutende, akamufukidza nejira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Jaeri akaɓuɗa kundosoŋgana naSisera, akati kwaari: Tsaukai, ishe waŋgu, tsaukirai henyu kwandiri, regai kutya. Ipapo akatsaukira kwaari mutente, akamufukidza nejira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Jaeri akabuda kundosangana naSisera, akati kwaari, “Tsaukai, ishe wangu, tsaukirai henyu kwandiri, regai kutya.” Ipapo akatsaukira kwaari mutende, akamufukidza nejira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Jaeri akabuda akachingura Sisera akamuti, “Changamire, uyai zvenyu muno, uyai zvenyu muno, musatye.” Akabva apinda mutendhe, ndokumufugidza negumbeze.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Jaeri akabuda akachingura Sisera akamuti, “Changamire, uyai zvenyu muno, uyai zvenyu muno, musatye.” Akabva apinda mutendhe, ndokumufugidza negumbeze.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 4:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy