Ʋatoŋgi 4:17 - Shona BIBLE17 Asi Sisera wakatiza namakumbo kutende raJaeri, mukadzi waHebheri, muKeni, nokuti kwakanga kuno rugare pakati paJabhini, mambo weHazori, neimba yaHebheri muKeni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi Sisera wakatiza namakumbo kutente raJaeri, mukadzi waHeberi, muKeni, nokuti kwakaŋga kunorugare pakati paJabini, mambo weHazori, neimba yaHeberi muKeni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Asi Sisera wakatiza namakumbo kutende raJaeri, mukadzi waHebheri, muKeni, nokuti kwakanga kuno rugare pakati paJabhini, mambo weHazori, neimba yaHebheri muKeni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Sisera akatizira netsoka kutendhe raJaeri mukadzi waHebheri wechiKeni nokuti Jabhini mambo weHazori ainzwanana nevemhuri yokwaHebheri muKeni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi Sisera akatizira netsoka kutendhe raJaeri mukadzi waHebheri wechiKeni nokuti Jabhini mambo weHazori ainzwanana nevemhuri yokwaHebheri muKeni. Viz kapitola |