Ʋatoŋgi 4:16 - Shona BIBLE16 Asi Bharaki wakatevera ngoro nehondo kusvikira paHarosheti ravahedheni, hondo yose yaSisera ikaurayiwa neminondo inopinza, hakuna kusara kunyangwe nomumwechete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi Baraki wakateʋera ŋgoro nehondo kuȿikira paHarosheti raʋahedeni, hondo yose yaSisera ikaʋurawa neminondo inopinza, hakuna‐kusara kunyaŋge nomumŋe cete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi Bharaki wakatevera ngoro nehondo kusvikira paHarosheti ravahedheni, hondo yose yaSisera ikaurawa neminondo inopinza, hakuna kusara kunyange nomumwe chete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Bharaki akadzingirirana nengoro dzehondo dzacho nehondo yacho kusvikira kuHaroshetihagoiimu. Hondo yose yaSisera yakaurayiwa namapakatwa, hapana kana nomumwe akapunyuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Bharaki akadzingirirana nengoro dzehondo dzacho nehondo yacho kusvikira kuHaroshetihagoiimu. Hondo yose yaSisera yakaurayiwa namapakatwa, hapana kana nomumwe akapunyuka. Viz kapitola |