Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 3:31 - Shona BIBLE

31 Shure kwake kwakanga kuna Shamugari, mwanakomana waAnati, wakauraya kuvaFirisitia vana mazana matanhatu norutanda rwokubaya mombe narwo; iye akaponesawo VaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Shure kwake kwakaŋga kunaShamgari, mŋanakomana waAnati, wakaʋuraya kuʋaFiristia ʋanamazana matanhatu norutanda rwokuɓaya ŋombe narwo; iye akaponesa ʋo ʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Shure kwake kwakanga kuna Shamugari, mwanakomana waAnati, wakauraya kuvaFirisitia vana mazana matanhatu norutanda rwokubaya mombe narwo; iye akaponesawo vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Shure kwaEhudhi kwakauya Shamugari mwanakomana wavaAnati. Iyeyu uyu akauraya mazana matanhatu avaFirisitia, nemhayo yokutinhisa mombe naiyewo akanunura Isiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Shure kwaEhudhi kwakauya Shamugari mwanakomana wavaAnati. Iyeyu uyu akauraya mazana matanhatu avaFirisitia, nemhayo yokutinhisa mombe naiyewo akanunura Isiraeri.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 3:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy