Ʋatoŋgi 3:25 - Shona BIBLE25 Zvino vakamira kusvikira vapera mano, asi haana kuzarura mikova yeimba yokumusoro; ipapo vakatora kiyi, vakazarura mukova, vakawana ishe wavo akawira pasi, afa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋakamira kuȿikira ʋapera mano, asi haana‐kuzarura mikoʋa yeimba yokumsoro; ipapo ʋakatora kiyi, ʋakazarura mukoʋa, ʋakawana ishe waʋo akawira pasi, afa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vakamira kusvikira vapera mano, asi haana kuzarura mikova yeimba yokumusoro; ipapo vakatora kiyi, vakazarura mukova, vakawana ishe wavo akawira pasi, afa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vakamirira kusvikira zvava kutovashayisa mazano, asi paasina kuzarura misuo, vakazotora kiyi vakazarura misuo iya, onei tenzi wavo akati rabada pasi atofa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vakamirira kusvikira zvava kutovashayisa mazano, asi paasina kuzarura misuo, vakazotora kiyi vakazarura misuo iya, onei tenzi wavo akati rabada pasi atofa. Viz kapitola |