Ʋatoŋgi 3:19 - Shona BIBLE19 Asi iye amene wakadzoka pamifananidzo yakavezwa yamabwe paGirigari, akati, “Ndine shoko rakavanzika nemi mambo.” Iye akati, “Nyararai.” Ipapo vose vakanga vamire naye vakabva kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Asi iye amene wakadzoka pamifananidzo yakaʋezwa yamabge paGirgari, akati: Ndineshoko rakaʋanzika nemi mambo. Iye akati: Nyararai. Ipapo ʋose ʋakaŋga ʋamire naye ʋakabva kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Asi iye amene wakadzoka pamifananidzo yakavezwa yamabwe paGirigari, akati, “Ndine shoko rakavanzika nemi mambo.” Iye akati, “Nyararai.” Ipapo vose vakanga vamire naye vakabva kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi iye pachake akadzoka vava kuzvifananidzo zvokuveza zvamatombo zviya zvokuGirigari, akasvikoti, “Mambo wangu, ndine nyaya yandiri kuda kumbotaurawo zvangu nemi kazevezeve.” Mambo ndokuti, “Chimbonyararai.” Vose vaimushandira vakabva vabuda panze vachimusiya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi iye pachake akadzoka vava kuzvifananidzo zvokuveza zvamatombo zviya zvokuGirigari, akasvikoti, “Mambo wangu, ndine nyaya yandiri kuda kumbotaurawo zvangu nemi kazevezeve.” Mambo ndokuti, “Chimbonyararai.” Vose vaimushandira vakabva vabuda panze vachimusiya. Viz kapitola |