Ʋatoŋgi 3:17 - Shona BIBLE17 Ipapo akandopa Egironi, mambo waMoabhu, chipo; Egironi wakanga ari munhu wakakora kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo akandopa Egroni, mambo waMoabi, cipo; Egroni wakaŋga ari munhu wakakora kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo akandopa Egironi, mambo waMoabhu, chipo; Egironi wakanga ari munhu wakakora kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akasvitsa mutero iwoyu kuna Egironi mambo weMoabhu. Egironi uyu aiva rume dindimutibvu chairo kufuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akasvitsa mutero iwoyu kuna Egironi mambo weMoabhu. Egironi uyu aiva rume dindimutibvu chairo kufuta. Viz kapitola |