Ʋatoŋgi 3:15 - Shona BIBLE15 Asi vana VaIsiraeri vakati vachichema kuna Jehovha, Jehovha akavamutsira muponesi, iye Ehudhi, mwanakomana waGera, muBhenjamini, munhu waiva neziboshwe; vana VaIsiraeri vakatumira Egironi, mambo waMoabhu, chipo naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Asi ʋana ʋaIsraeri ʋakati ʋacicema kunaJehova, Jehova akaʋamutsira muponesi, iye Ehudi, mŋanakomana waGera, muBenjamini, munhu waiʋa neziɓoshwe; ʋana ʋaIsraeri ʋakatumira Egroni, mambo waMoabi, cipo naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Asi vana vaIsiraeri vakati vachichema kuna Jehovha, Jehovha akavamutsira muponesi, iye Ehudhi, mwanakomana waGera, muBhenjamini, munhu waiva neziboshwe; vana vaIsiraeri vakatumira Egironi, mambo waMoabhu, chipo naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaIsiraeri vakazochemazve kuna Tenzi. Tenzi akavamutsira mumwezve mununuri ainzi Ehudhi mwanakomana wavaGera wedzinza rokwaBhenjamini aiva namaboshwe. VaIsiraeri vakamutuma nomutero kuna Egironi mambo weMoabhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 VaIsiraeri vakazochemazve kuna Tenzi. Tenzi akavamutsira mumwezve mununuri ainzi Ehudhi mwanakomana wavaGera wedzinza rokwaBhenjamini aiva namaboshwe. VaIsiraeri vakamutuma nomutero kuna Egironi mambo weMoabhu. Viz kapitola |