Ʋatoŋgi 3:11 - Shona BIBLE11 Ipapo nyika yakazorora makore ana makumi mana. Otinieri, mwanakomana waKenazi, akafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo nyika yakazorora makore anamakumi manna. Otnieri, mŋanakomana waKenazi, akafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo nyika yakazorora makore ana makumi mana. Otinieri, mwanakomana waKenazi, akafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Nyika yakabva yava norunyararo kwamakumi mana amakore, ndokubva Otinieri mwanakomana wavaKenazi azofawo zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Nyika yakabva yava norunyararo kwamakumi mana amakore, ndokubva Otinieri mwanakomana wavaKenazi azofawo zvake. Viz kapitola |