Ʋatoŋgi 21:8 - Shona BIBLE8 Vakati, “Ndianiko pamarudzi aIsiraeri asina kukwira kuna Jehovha paMizipa?” Onei, kwakanga kusina munhu wakabva Jabheshi–gireyadhi wakakwira kumisasa kuungano. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakati: Ndianiko pamarudzi aIsraeri usina‐kukwira kunaJehova paMizpa? Ʋonei, kwakaŋga kusinomunhu wakabva Jabeshi‐gireadi wakakwira kumisasa kuʋuŋgano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vakati, “Ndianiko pamarudzi aIsiraeri usina kukwira kuna Jehovha paMizipa?” Onei, kwakanga kusina munhu wakabva Jabheshi-gireadhi wakakwira kumisasa kuungano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakati, “Nderipiko dzinza ravaIsiraeri risina kuuya kuna Tenzi kuMizipa? Zvakabuda pachena kuti hakuna vokuJabheshigireadhi akanga auya kumusangano, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakati, “Nderipiko dzinza ravaIsiraeri risina kuuya kuna Tenzi kuMizipa? Zvakabuda pachena kuti hakuna vokuJabheshigireadhi akanga auya kumusangano, Viz kapitola |