Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 21:5 - Shona BIBLE

5 Ipapo vana VaIsiraeri vakati, “Ndianiko pakati pamarudzi ose aIsiraeri vasina kukwira kuungano yaJehovha?” Nokuti vakanga vapika nokupika kukuru pamusoro pomunhu asina kukwira kuna Jehovha paMizipa, vachiti, “Zvirokwazvo, anofanira kuurayiwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ipapo ʋana ʋaIsraeri ʋakati: Ndianiko pakati pamarudzi ose aIsraeri ʋasinakukwira kuʋuŋgano yaJehova? Nokuti ʋakaŋga ʋapika nokupika kukuru pamsoro pomunhu usina‐kukwira kunaJehova paMizpa, ʋaciti: Ɀirokwaɀo, unofanira kuʋurawa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ipapo vana vaIsiraeri vakati, “Ndianiko pakati pamarudzi ose aIsiraeri vasina kukwira kuungano yaJehovha?” Nokuti vakanga vapika nokupika kukuru pamusoro pomunhu usina kukwira kuna Jehovha paMizipa, vachiti, “Zvirokwazvo, anofanira kuurawa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 VaIsiraeri vakati, “Ndiani pakati pamadzinza avaIsiraeri asina kuuya kuna Tenzi kumusangano?” Vakadaro nokuti vakanga vanyatsosimbisisa kupika nezvomunhu anenge asina kuuya kuna Tenzi kuMizipa vachiti, “Anofanira kutourayiwa chete.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 VaIsiraeri vakati, “Ndiani pakati pamadzinza avaIsiraeri asina kuuya kuna Tenzi kumusangano?” Vakadaro nokuti vakanga vanyatsosimbisisa kupika nezvomunhu anenge asina kuuya kuna Tenzi kuMizipa vachiti, “Anofanira kutourayiwa chete.”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 21:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy