Ʋatoŋgi 21:2 - Shona BIBLE2 Vanhu vakasvika paBheti–eri, vakagarapo pamberi paMwari kusvikira madekwana; vakachema kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋanhu ʋakaȿika paBeti‐eri, ʋakagara’po pamberi paMŋari kuȿikira maɗekwana; ʋakacema kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Vanhu vakasvika paBheti-eri, vakagarapo pamberi paMwari kusvikira madekwana; vakachema kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvino vaIsiraeri vakaenda kuBhetieri vakaswera vagere pana Mwari kusvikira manheru vachiridza mhere Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvino vaIsiraeri vakaenda kuBhetieri vakaswera vagere pana Mwari kusvikira manheru vachiridza mhere Viz kapitola |