Ʋatoŋgi 21:12 - Shona BIBLE12 Zvino vakandowana kuna vagere Jabheshi–giriyadhi mhandara dzina mazana mana, vasina kumbovata nomurume; vakauya navo kumisasa paShiro munyika yeKenani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋakandowana kunaʋagere Jabeshi‐gireadi mhandara dzinamazana manna, ʋasina‐kumboʋata nomurume; ʋakaʋuya naʋo kumisasa paShiro munyika yeKanani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vakandowana kuna vagere Jabheshi-gireadhi mhandara dzina mazana mana, vasina kumbovata nomurume; vakauya navo kumisasa paShiro munyika yeKenani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pavagari vose vomuJabheshigireadhi vakawana kune mazana mana emhandara dzisati dzazivana nomurume vakauya nadzo kumatendhe avo kuShiro munyika yeKanani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pavagari vose vomuJabheshigireadhi vakawana kune mazana mana emhandara dzisati dzazivana nomurume vakauya nadzo kumatendhe avo kuShiro munyika yeKanani. Viz kapitola |