Ʋatoŋgi 21:1 - Shona BIBLE1 Zvino varume VaIsiraeri vakanga vapika paMizipa, vachiti, “Hakuna mumwe wedu uchapa muBhenjamini mukunda wake, kuti ave mukadzi wake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋarume ʋaIsraeri ʋakaŋga ʋapika paMizpa, ʋaciti: Hakunomumŋe weɗu ucapa muBenjamini mukunda wake, kuti aʋe mukadzi wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino varume vaIsiraeri vakanga vapika paMizipa, vachiti, “Hakuna mumwe wedu uchapa muBhenjamini mukunda wake, kuti ave mukadzi wake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 KuMizipa, vaIsiraeri vakanga vapika kuti, “Hapana mumwe wedu acharoodza mwana wake kune vokwaBhenjamini.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 KuMizipa, vaIsiraeri vakanga vapika kuti, “Hapana mumwe wedu acharoodza mwana wake kune vokwaBhenjamini.” Viz kapitola |