Ʋatoŋgi 2:6 - Shona BIBLE6 Zvino Joshua wakati aendisa vanhu, vana VaIsiraeri vakaenda mumwe nomumwe kunhaka yake, kuti vagare panyika yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino Joshua wakati aendisa ʋanhu, ʋana ʋaIsraeri ʋakaenda mumŋe nomumŋe kunhaka yake, kuti ʋagare panyika yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino Joshua wakati aendisa vanhu, vana vaIsiraeri vakaenda mumwe nomumwe kunhaka yake, kuti vagare panyika yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Joshuwa paakati vaIsiraeri vachienda zvavo, vakati ava kwavo ava kwavo vachienda kunyika dzavo dzenhaka kundodzitora vachidziita dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Joshuwa paakati vaIsiraeri vachienda zvavo, vakati ava kwavo ava kwavo vachienda kunyika dzavo dzenhaka kundodzitora vachidziita dzavo. Viz kapitola |