Ʋatoŋgi 2:22 - Shona BIBLE22 kuti ndiidze VaIsiraeri nadzo, kana vachida kuchengeta nzira yaJehovha, kana vachida kufambamo, sezvayaichengetwa namadzibaba avo, kana vasingadi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 kuti ndiidze ʋaIsraeri nadzo, kana ʋaciɗa kuceŋgeta nzira yaJehova, kana ʋaciɗa kufamba’mo, seɀayaiceŋgetwa namadziɓaɓa aʋo, kana ʋasiŋgaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 kuti ndiidze vaIsiraeri nadzo, kana vachida kuchengeta nzira yaJehovha, kana vachida kufambamo, sezvayaichengetwa namadzibaba avo, kana vasingadi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Navo ndichaedza vaIsiraeri kuti ndione kuti vachachengeta here gwara raTenzi raifamba madzibaba avo kana kuti kwete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Navo ndichaedza vaIsiraeri kuti ndione kuti vachachengeta here gwara raTenzi raifamba madzibaba avo kana kuti kwete.” Viz kapitola |