Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 12:9 - Shona BIBLE

9 Iye wakanga ana vanakomana vana makumi matatu; vanasikana vake vana makumi matatu akavatuma vakandowanikwa kumwe, akandotorazve kumwe vamwe vanasikana vana makumi matatu vakawanikwa navanakomana vake. Iye akatonga Isiraeri makore manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Iye wakaŋga anaʋanakomana ʋanamakumi matatu; ʋanasikana ʋake ʋanamakumi matatu akaʋatuma ʋakandowanikwa kumŋe, akandotora ɀe kumŋe ʋamŋe ʋanasikana ʋanamakumi matatu ʋakawanikwa naʋanakomana ʋake. Iye akatoŋga Israeri makore manomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Iye wakanga ana vanakomana vana makumi matatu; vanasikana vake vana makumi matatu akavatuma vakandowanikwa kumwe, akandotorazve kumwe vamwe vanasikana vana makumi matatu vakawanikwa navanakomana vake. Iye akatonga Isiraeri makore manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Akanga aina vana vakomana makumi matatu navana, vasikana makumi matatu. Akaroodza vanasikana vake kune vamwe vasiri vedzinza rake. Akaroorera vanakomana vake vakadzi makumi matatu vasiri vedzinza rake. Ibhuzani akatonga Isiraeri makore manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ʋatoŋgi 12:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy