Ʋatoŋgi 12:4 - Shona BIBLE4 Ipapo Jefuta akaunganidza varume vose veGireadhi, akarwa naEfuremu, nokuti vakati, “Muri vanhu vakatiza kuna Efuremu, imi vaGireadhi, muchigara pakati paEfuremu, napakati paManase.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo Jefta akaʋuŋganidza ʋarume ʋose ʋeGireadi, akarwa naEfraimi, ʋarume ʋeGireadi ʋakakunda Efraimi, nokuti ʋakati: Muri ʋanhu ʋakatiza kunaEfraimi, imi ʋaGireadi, mucigara pakati paEfraimi, napakati paManase. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo Jefuta akaunganidza varume vose veGireadhi, akarwa naEfuremu, nokuti vakati, “Muri vanhu vakatiza kuna Efuremu, imi vaGireadhi, muchigara pakati paEfuremu, napakati paManase.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jefuta akaunganidza vanhu vose vomuGireadhi akarwisana nevokwaEfuraimu akavarakasha nokuti vokwaEfuraimu vakanga vaburitsa muromo wokuti “Imi vaGireadhi muri vapanduki vakatobva zvavo kwaEfuraimu, vasokeri, makangoti bvochowo kugara pakati pevokwaEfuraimu nevokwaManase!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jefuta akaunganidza vanhu vose vomuGireadhi akarwisana nevokwaEfuraimu akavarakasha nokuti vokwaEfuraimu vakanga vaburitsa muromo wokuti “Imi vaGireadhi muri vapanduki vakatobva zvavo kwaEfuraimu, vasokeri, makangoti bvochowo kugara pakati pevokwaEfuraimu nevokwaManase!” Viz kapitola |