Ʋatoŋgi 11:7 - Shona BIBLE7 Jefuta akati kuvakuru veGireadhi, “Hamuna kundivenga mukandidzinga mumba mababa vangu here? Zvino mauyireiko kwandiri, zvamava munjodzi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jefta akati kuʋakuru ʋeGireadi: Hamunakundiʋeŋga, mukandidziŋga mumba maɓaɓa ʋaŋgu here? Ɀino maʋuyireiko kwandiri, ɀamaʋa munjodzi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Jefuta akati kuvakuru veGireadhi, “Hamuna kundivenga mukandidzinga mumba mababa vangu here? Zvino mauyireiko kwandiri, zvamava munjodzi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi Jefuta akapindura vatungamiriri vokuGireadhi ava achiti, “Handiti imi makandivenga here, mukandidzinga mumusha mababa vangu? Nhasi mava mumatambudziko, mavakuuya kwandiri pamusana pei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi Jefuta akapindura vatungamiriri vokuGireadhi ava achiti, “Handiti imi makandivenga here, mukandidzinga mumusha mababa vangu? Nhasi mava mumatambudziko, mavakuuya kwandiri pamusana pei?” Viz kapitola |