Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 11:3 - Shona BIBLE

3 Ipapo Jefuta akatiza vanun'una vake, akandogara panyika yeTobhi; varume vakaipa vakaunganira kuna Jefuta, vakasibuda naye kundorwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ipapo Jefta akatiza ʋanuŋuna ʋake, akandogara panyika yeTobi; ʋarume ʋakaipa ʋakaʋuŋganira kunaJefta, ʋakasiɓuɗa naye kundorwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ipapo Jefuta akatiza vanunguna vake, akandogara panyika yeTobhi; varume vakaipa vakaunganira kuna Jefuta, vakasibuda naye kundorwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Jefuta akatiza vakoma navanun'una vake akandogara kunyika yeTobhu. Akabatana namamwe madzenga akati unga unga kwaari kufamba naye vachipamba vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Jefuta akatiza vakoma navanun'una vake akandogara kunyika yeTobhu. Akabatana namamwe madzenga akati unga unga kwaari kufamba naye vachipamba vanhu.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 11:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy