Ʋatoŋgi 11:25 - Shona BIBLE25 Ko zvino imi makanaka kupfuura Bharaki mwanakomana waZipori, mambo waMoabhu here? Iye wakatongopopotera VaIsiraeri, kana kurwa navo here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ko ɀino imi makanaka kupfuʋura Baraki mŋanakomana waZipori, mambo waMoabi here? Iye wakatoŋgopopotera ʋaIsraeri, kana kurwa naʋo here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ko zvino imi makanaka kupfuura Bharaki mwanakomana waZipori, mambo waMoabhu here? Iye wakatongopopotera vaIsiraeri, kana kurwa navo here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Munokunda Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu here? Ko iye akambokakavadzana navaIsiraeri here, kana kurwisana navo muhondo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Munokunda Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu here? Ko iye akambokakavadzana navaIsiraeri here, kana kurwisana navo muhondo? Viz kapitola |