Ʋatoŋgi 11:22 - Shona BIBLE22 Nyika yose yavaAmori ikava yavo, kubva paArinoni kusvikira paJabhoki, kubva kurenje, kusvikira paJodhani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nyika yose yaʋaAmori ikaʋa yaʋo, kubva paArnoni kuȿikira paJaboki, kubva kurenje, kuȿikira paJoridani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Nyika yose yavaAmori ikava yavo, kubva paArinoni kusvikira paJabhoki, kubva kurenje, kusvikira paJorodhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vakatorera vaAmori nyika yavo yose kubvira muna Arinoni kusvikira muna Jabhoku, uye kubvira kugwenga kusvikira muna Jorodhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Vakatorera vaAmori nyika yavo yose kubvira muna Arinoni kusvikira muna Jabhoku, uye kubvira kugwenga kusvikira muna Jorodhani. Viz kapitola |