Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 11:2 - Shona BIBLE

2 Mukadzi waGireadhi akamuberekera vanakomana; zvino vanakomana vomukadzi wake vakati vakura, vakadzinga Jefuta, vakati kwaari, “Haungadyi nhaka mumba mababa vedu, nokuti uri mwanakomana womumwe mukadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Mukadzi waGireadi akamuɓerekera ʋanakomana; ɀino ʋanakomana ʋomukadzi wake ʋakati ʋakura, ʋakadziŋga Jefta, ʋakati kwaari: Hauŋgadyi nhaka mumba maɓaɓa ʋeɗu, nokuti uri mŋanakomana womumŋe mukadzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Mukadzi waGireadhi akamuberekera vanakomana; zvino vanakomana vomukadzi wake vakati vakura, vakadzinga Jefuta, vakati kwaari, “Haungadyi nhaka mumba mababa vedu, nokuti uri mwanakomana womumwe mukadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Gireadhi akabereka vamwe vana vakomana nomudzimai wake. Vana ivavo pavakanga vakura vakadzinga Jefuta vachimuti, “Panhaka yababa vedu, iwe hapana chako nokuti uri mwana womumwewo mukadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Gireadhi akabereka vamwe vana vakomana nomudzimai wake. Vana ivavo pavakanga vakura vakadzinga Jefuta vachimuti, “Panhaka yababa vedu, iwe hapana chako nokuti uri mwana womumwewo mukadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 11:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy