Ʋatoŋgi 11:16 - Shona BIBLE16 asi panguva yakakwira VaIsiraeri vachibva Ijipiti, vakafamba murenje kusvikira paGungwa Dzvuku, vakasvika paKadheshi,’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 asi paŋguʋa yakakwira ʋaIsraeri ʋacibva Egipita, ʋakafamba murenje kuȿikira paGuŋgwa Dɀuku, ʋakaȿika paKadeshi, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 asi panguva yakakwira vaIsiraeri vachibva Ijipiti, vakafamba murenje kusvikira paGungwa Dzvuku, vakasvika paKadheshi,’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi vaIsiraeri pavakabva kuIjipiti, vakapfuura nokugungwa Dzvuku vakasvika kuKadheshi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi vaIsiraeri pavakabva kuIjipiti, vakapfuura nokugungwa Dzvuku vakasvika kuKadheshi. Viz kapitola |