Ʋatoŋgi 11:11 - Shona BIBLE11 Zvino Jefuta akaenda navakuru veGireadhi, vanhu vakamuita mukuru nashe wavo; Jefuta akataura mashoko ake ose pamberi paJehovha paMizipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino Jefta akaenda naʋakuru ʋeGireadi, ʋanhu ʋakamuita mukuru nashe waʋo; Jefta akataura mashoko ake ose pamberi paJehova paMizpa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino Jefuta akaenda navakuru veGireadhi, vanhu vakamuita mukuru nashe wavo; Jefuta akataura mashoko ake ose pamberi paJehovha paMizipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Jefuta akaenda navakuru vakuru vokuGireadhi ava. Vanhu vakamuita mutongi nomutungamiriri wavo Jefuta akadzokerera kutaura mashoko ake aya pana Tenzi kuMizipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Jefuta akaenda navakuru vakuru vokuGireadhi ava. Vanhu vakamuita mutongi nomutungamiriri wavo Jefuta akadzokerera kutaura mashoko ake aya pana Tenzi kuMizipa. Viz kapitola |