Ʋatoŋgi 10:3 - Shona BIBLE3 Shure kwake Jairi muGireadhi wakamuka, iye akatonga VaIsiraeri makore ana makumi maviri namaviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Shure kwake Jairi muGireadi wakamuka, iye akatoŋga ʋaIsraeri makore anamakumi maʋiri namaʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Shure kwake Jairi muGireadhi wakamuka, iye akatonga vaIsiraeri makore ana makumi maviri namaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mushure maTora makazomuka Jairi wokuGireadhi, akatonga vaIsiraeri kwamakumi maviri amakore ana makore maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mushure maTora makazomuka Jairi wokuGireadhi, akatonga vaIsiraeri kwamakumi maviri amakore ana makore maviri. Viz kapitola |