Ʋatoŋgi 10:18 - Shona BIBLE18 Zvino vanhu, iwo machinda aGireadhi, vakataurirana, vakati, “Ndianiko munhu uchatanga kurwa navana vaAmoni? Iye uchava mukuru wavose vagere Gireadhi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ʋanhu, iwo macinda aGireadi, ʋakataurirana, ʋakati: Ndianiko munhu ucataŋga kurwa naʋana ʋaAmoni? Iye ucaʋa mukuru waʋose ʋagere Gireadi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino vanhu, iwo machinda aGireadhi, vakataurirana, vakati, “Ndianiko munhu uchatanga kurwa navana vaAmoni? Iye uchava mukuru wavose vagere Gireadhi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vanhu, vatungamiriri vokuGireadhi, vechiIsiraeri, vakataurirana vachiti, “Ndiani angatange kurwisa vaAmoni? Ndiye achava mutungamiriri wavanhu, vose vokuGireadhi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vanhu, vatungamiriri vokuGireadhi, vechiIsiraeri, vakataurirana vachiti, “Ndiani angatange kurwisa vaAmoni? Ndiye achava mutungamiriri wavanhu, vose vokuGireadhi.” Viz kapitola |