Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 10:15 - Shona BIBLE

15 Vana VaIsiraeri vakati kuna Jehovha, “Takatadza; tiitirei henyu sezvamunofunga, asi tinokumbira kuti mutirwirei henyu nhasi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ʋana ʋaIsraeri ʋakati kunaJehova: Takatadza; tiitirei henyu seɀamunofuŋga, asi tinokumbira kuti mutirwirei henyu nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Vana vaIsiraeri vakati kuna Jehovha, “Takatadza; tiitirei henyu sezvamunofunga, asi tinokumbira kuti mutirwirei henyu nhasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Asi vaIsiraeri vakati kuna Tenzi, “Takatadza isu! Itai zvenyu zvamunoda nesu. Tateterera, chatinongokumbira chete kuti mutinunurewo nhasi uno.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Asi vaIsiraeri vakati kuna Tenzi, “Takatadza isu! Itai zvenyu zvamunoda nesu. Tateterera, chatinongokumbira chete kuti mutinunurewo nhasi uno.”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 10:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy