Ʋatoŋgi 10:12 - Shona BIBLE12 VaSidhoni, navaAmareki, navaMaoni vakakutambudzaiwo, imi mukachema kwandiri, ndikakuponesai pamaoko avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ƲaSidoni, naʋaAmareki, naʋaMaoni ʋakakutambudzai ʋo, imi mukacema kwandiri, ndikakuponesai pamaʋoko aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 VaSidhoni, navaAmareki, navaMaoni vakakutambudzaiwo, imi mukachema kwandiri, ndikakuponesai pamaoko avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Makabatwa zvakaipa navaSidhoni navaAmareki navaMaoni, mukachema kwandiri ndikakununurai mumaoko avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Makabatwa zvakaipa navaSidhoni navaAmareki navaMaoni, mukachema kwandiri ndikakununurai mumaoko avo. Viz kapitola |