Ʋatoŋgi 10:10 - Shona BIBLE10 Zvino VaIsiraeri vakachema kuna Jehovha, vakati, “Takakutadzirai imi, nokuti takarasha Mwari wedu, tikashumira vaBhaari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ʋaIsraeri ʋakacema kunaJehova, ʋakati: Takakutadzirai imi, nokuti takarasha Mŋari weɗu, tikashumira ʋaBaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino vaIsiraeri vakachema kuna Jehovha, vakati, “Takakutadzirai imi, nokuti takarasha Mwari wedu, tikashumira vaBhaari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 VaIsiraeri vakachema kuna Tenzi vachiti, “Takakutadzirai nokuti takakufuratirai imi Mwari wedu tikandonamata vanaBhaari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 VaIsiraeri vakachema kuna Tenzi vachiti, “Takakutadzirai nokuti takakufuratirai imi Mwari wedu tikandonamata vanaBhaari.” Viz kapitola |