Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 1:7 - Shona BIBLE

7 Ipapo Adhoni–bhezeki akati, “Madzimambo ana makumi manomwe, akanga akagurwa magunwe awo namagunwe amakumbo awo, ainonga zvokudya zvawo pasi petafura yangu; sezvandakaita ini, Mwari wakanditsivawo.” Vakaenda naye Jerusaremu, akafirapo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ipapo Adoni‐bezeki akati: Madzimambo anamakumi manomŋe, akaŋga akagurwa magunwe awo namagunwe amakumbo awo, ainoŋga ɀokudya ɀawo pasi petafura yaŋgu; seɀandakaita ini, Mŋari wakanditsiʋa ʋo. Ʋakaenda naye Jerusarema, akafira’po.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Ipapo Adhoni-bhezeki akati, “Madzimambo ana makumi manomwe, akanga akagurwa magunwe awo namagunwe amakumbo awo, ainonga zvokudya zvawo pasi petafura yangu; sezvandakaita ini, Mwari wakanditsivawo.” Vakaenda naye Jerusaremu, akafirapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Adhonibhezeki akati, “Ndaiva namakumi manomwe amadzimambo andakanga ndakadimura zvara zvawo mumaoko nezvigunwe zvawo zvikuru, chokudya vachiita chokutonongerera pasi petafura yangu yandaidyira. Nhasi uno Mwari anditsiva zvandakavaitira.” Vakaenda naye kuJerusaremu akandofirako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ʋatoŋgi 1:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy