Ʋatoŋgi 1:5 - Shona BIBLE5 Vakawana Adhoni–bhezeki muBhezeki, vakarwa naye, vakauraya VaKenani navaPerizi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakawana Adoni‐bezeki muBezeki, ʋakarwa naye, ʋakaʋuraya ʋaKanani naʋaPerizi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vakawana Adhoni-bhezeki muBhezeki, vakarwa naye, vakauraya vaKenani navaPerizi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakasvikira Adhonibhezeki ari kuBhezeki vakamurwisa vakakurira vaKanani navaPerizi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakasvikira Adhonibhezeki ari kuBhezeki vakamurwisa vakakurira vaKanani navaPerizi. Viz kapitola |