Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 1:33 - Shona BIBLE

33 Nafutari haana kudzinga vanhu vakanga vagere Bheti–shemeshi, kana vakanga vagere Bheti–anati; asi vakagara pakati paVaKenani, vakanga vagere panyika iyo; asi vakanga vagere Bheti–shemeshi neBheti–anati vakava vabati vechibharo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Naftari haana‐kudziŋga ʋanhu ʋakaŋga ʋagere Beti‐shemeshi, kana ʋakaŋga ʋagere Beti‐anati; asi ʋakagara pakati paʋaKanani, ʋakaŋga ʋagere panyika iyo; asi ʋakaŋga ʋagere Beti‐shemeshi neBeti‐anati ʋakaʋa ʋaɓati ʋecibaro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Nafutari haana kudzinga vanhu vakanga vagere Bheti-shemeshi, kana vakanga vagere Bheti-anati; asi vakagara pakati pavaKenani, vakanga vagere panyika iyo; asi vakanga vagere Bhetishemeshi neBheti-anati vakava vabati vechibharo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 VokwaNafutari havana kudzinga vagari vomuguta iri reBhetishemeshi, kana vagari vomuBhetianati, asi vakatogara zvavo mukati mavaKanani, vagari vomunyika iyoyo. Asi ivo vagari vomuBhetishemeshi nevomuBhetianati vaibatiswa chibharo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 VokwaNafutari havana kudzinga vagari vomuguta iri reBhetishemeshi, kana vagari vomuBhetianati, asi vakatogara zvavo mukati mavaKanani, vagari vomunyika iyoyo. Asi ivo vagari vomuBhetishemeshi nevomuBhetianati vaibatiswa chibharo.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 1:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy