Ʋatoŋgi 1:32 - Shona BIBLE32 asi vaAshuru vakagara pakati paVaKenani, vakanga vagere munyika iyo; nokuti havana kuvadzinga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 asi ʋaAsheri ʋakagara pakati paʋaKanani, ʋakaŋga ʋagere munyika iyo; nokuti haʋana‐kuʋadziŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 asi vaAsheri vakagara pakati pavaKenani, vakanga vagere munyika iyo; nokuti havana kuvadzinga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi vokwaAsheri ivava vakatogara zvavo mukati mavaKanani, vagari vomunyika iyoyo nokuti havana kuvadzinganisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Asi vokwaAsheri ivava vakatogara zvavo mukati mavaKanani, vagari vomunyika iyoyo nokuti havana kuvadzinganisa. Viz kapitola |