Ʋatoŋgi 1:31 - Shona BIBLE31 Ashuru haana kudzinga vanhu vakanga vagere Ako, kana vakanga vagere Zidhoni, kana Akirabhi, kana Akisibhi, kana Heribha, kana Afiki, kana Rehobi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asheri haana‐kudziŋga ʋanhu ʋakaŋga ʋagere Ako, kana ʋakaŋga ʋagere Zidoni, kana Akrabi, kana Aksibi, kana Herba, kana Afiki, kana Rehobi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Asheri haana kudzinga vanhu vakanga vagere Ako, kana vakanga vagere Zidhoni, kana Akirabhi, kana Akisibhi, kana Heribha, kana Afiki, kana Rehobi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 VokwaAsheri havanawo kudzinga vagari vomuAko kana vagari vomuSidhoni, kanawo vagari vomuAhirabhu, kanawo vomuAkizibhu, kana vomuHeribha kana vomuAfiki, kunyange vomuRehobhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 VokwaAsheri havanawo kudzinga vagari vomuAko kana vagari vomuSidhoni, kanawo vagari vomuAhirabhu, kanawo vomuAkizibhu, kana vomuHeribha kana vomuAfiki, kunyange vomuRehobhu. Viz kapitola |