Ʋatoŋgi 1:3 - Shona BIBLE3 Zvino Judha akati kuna Simioni mukuru wake, “Hendei tose kumugove wangu, tirwe naVaKenani, neni ndigoenda newe kumugove wako.” Ipapo Simioni akaenda naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Juda akati kunaSimeoni mukuru wake: Hendei tose kumugoʋe waŋgu, tirwe naʋaKanani, neni ndigoenda newe kumugoʋe wako. Ipapo Simeoni akaenda naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Judha akati kuna Simeoni mukuru wake, “Hendei tose kumugove wangu, tirwe navaKenani, neni ndigoenda newe kumugove wako.” Ipapo Simeoni akaenda naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 VokwaJudha vakati kuhama dzavo dzokwaSimeoni, “Hendei tose kunyika yatakagoverwa, tindorwisa vaKanani, isu tizondorwawo saizvozvo pamwechete nemi kunyika yenyu yamakagoverwa.” VokwaSimeoni ndokubva vaenda navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 VokwaJudha vakati kuhama dzavo dzokwaSimeoni, “Hendei tose kunyika yatakagoverwa, tindorwisa vaKanani, isu tizondorwawo saizvozvo pamwechete nemi kunyika yenyu yamakagoverwa.” VokwaSimeoni ndokubva vaenda navo. Viz kapitola |