Ʋatoŋgi 1:28 - Shona BIBLE28 Zvino VaIsiraeri vakati vasimba, vakabatisa VaKenani basa rechibharo, havana kuvadzinga chose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino ʋaIsraeri ʋakati ʋasimba, ʋakaɓatisa ʋaKanani ɓasa recibaro, haʋana‐kuʋadziŋga cose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zvino vaIsiraeri vakati vasimba, vakabatisa vaKenani basa rechibharo, havana kuvadzinga chose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 VaIsiraeri pavakanga vava vanhu vane simba vakaitisa vaKanani basa rechibharo. Asi havana kubva vavadzinga zvokuvapedzeredza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 VaIsiraeri pavakanga vava vanhu vane simba vakaitisa vaKanani basa rechibharo. Asi havana kubva vavadzinga zvokuvapedzeredza. Viz kapitola |