Ʋatoŋgi 1:22 - Shona BIBLE22 Veimba yaJosefa naivo vakakwira vakandorwa neBheti–eri, Jehovha akava navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋeimba yaJosefa naiʋo ʋakakwira ʋakandorwa neBeti‐eri, Jehova akaʋa naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Veimba yaJosefa naivo vakakwira vakandorwa neBheti-eri, Jehovha akava navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vemba yokwaJosefi vakakwira kundorwisa Bhetieri Tenzi aiva navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Vemba yokwaJosefi vakakwira kundorwisa Bhetieri Tenzi aiva navo. Viz kapitola |