Ʋatoŋgi 1:19 - Shona BIBLE19 Jehovha akava naJudha akadzinga vanhu vakanga vagere panyika yamakomo; asi wakanga asingagoni kudzinga vakanga vagere mumupata, nokuti ivo vakanga vane ngoro dzamatare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Jehova akaʋa naJuda akadziŋga ʋanhu ʋakaŋga ʋagere panyika yamakomo; asi wakaŋga asiŋgagoni kudziŋga ʋakaŋga ʋagere mumupata, nokuti iʋo ʋakaŋga ʋaneŋgoro dzamatare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Jehovha akava naJudha akadzinga vanhu vakanga vagere panyika yamakomo; asi wakanga asingagoni kudzinga vakanga vagere mumupata, nokuti ivo vakanga vane ngoro dzamatare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Tenzi akava nevokwaJudha vakatora nyika yamakomo ikava yavo. Asi vakatadza kudzinga vanhu vokumapani nokuti vakanga vaine ngoro dzehondo dzesimbi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Tenzi akava nevokwaJudha vakatora nyika yamakomo ikava yavo. Asi vakatadza kudzinga vanhu vokumapani nokuti vakanga vaine ngoro dzehondo dzesimbi. Viz kapitola |