Ʋatoŋgi 1:17 - Shona BIBLE17 Judha akaenda naSimioni mukuru wake, vakakunda VaKenani vakanga vagere Zefati; vakariparadza chose. Guta iro rikazotumidzwa Homa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Juda akaenda naSimeoni mukuru wake, ʋakakunda ʋaKanani ʋakaŋga ʋagere Zefati; ʋakariparadza cose. Guta iro rikazotumidzwa Horma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Judha akaenda naSimeoni mukuru wake, vakakunda vaKenani vakanga vagere Zefati; vakariparadza chose. Guta iro rikazotumidzwa Homa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 VokwaJudha vakaenda nehama dzavo dzokwaSimeoni vakakurira vaKanani vaigara muguta reZefati, vakariparadza zvokuparadza zviya. Saka guta iroro rakazonzi Horuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 VokwaJudha vakaenda nehama dzavo dzokwaSimeoni vakakurira vaKanani vaigara muguta reZefati, vakariparadza zvokuparadza zviya. Saka guta iroro rakazonzi Horuma. Viz kapitola |